Ezekieri 37:3
Ezekieri 37:3 SNA2002
Akati kwandiri, “Mwanakomana, mapfupa awa angararama here?” Ndikapindura, ndikati, “Imi Ishe Jehovha munozviziva.”