YouVersion Logo
Search Icon

Esiteri 7:3

Esiteri 7:3 SNA2002

Ipapo vahosi Esiteri vakapindura vakati, “Kana ndichinge ndanzwirwa tsitsi nemi mambo, kana mambo achifara nazvo, ndinokumbira kuti ndipiwe upenyu hwangu nokuda kwokunyengetera kwangu, nohwovanhu vangu nokuda kwokukumbira kwangu