YouVersion Logo
Search Icon

Esiteri 6:6

Esiteri 6:6 SNA2002

Naizvozvo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari, “Munhu, mambo waanoda kumukudza, angaitirweiko?” Zvino Hamani akati mumwoyo make, “Mambo vangada kukudza aniko, asi ini?”

Free Reading Plans and Devotionals related to Esiteri 6:6