YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 8:15

Muparidzi 8:15 SNA2002

Ipapo ndakarumbidza mufaro, nokuti munhu haane chinhu chinopfuura ichi, kuti adye, anwe, afare; kuti izvozvo zvigare naye pakubata kwake mazuva ose ohupenyu hwake, hwaakapiwa naMwari pasi pezuva.

Free Reading Plans and Devotionals related to Muparidzi 8:15