YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 6:2

Muparidzi 6:2 SNA2002

Munhu anopiwa naMwari pfuma nezvakawanda nokukudzwa, saizvozvo kuti mweya wake hautongoshaiwi chinhu chaanoda; asi Mwari haamupi simba rokudya izvozvo; asi mutorwa anozvidya; ichi hachina maturo, ihosha yakaipa.

Free Reading Plans and Devotionals related to Muparidzi 6:2