YouVersion Logo
Search Icon

Dhanieri 3:29

Dhanieri 3:29 SNA2002

“Naizvozvo ndinotema chirevo, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose, vanotaura zvisina kufanira pamusoro paMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vatemwe‐temwe, nedzimba dzavo dziitwe muturunhuru; nokuti hakuna mumwe mwari anogona kurwira saizvozvo.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Dhanieri 3:29