Dhanieri 1:8
Dhanieri 1:8 SNA2002
Asi Dhanieri akatsunga mumwoyo make kuti haangazvin’orese nezvokudya zvamambo kana newaini yaainwa; saka akakumbira kune muchinda wavaranda kuti arege kuzvin’oresa.