VaKorose 2:16-17
VaKorose 2:16-17 SNA2002
Naizvozvo munhu ngaarege kuvapo anokutongai pazvokudya, kana zvokunwa, kana nokuda kwomusi womutambo, kana pakugara kwomwedzi, kana paSabata; izvi mumvuri wezvichauya; asi muviri ndowaKristu.