Mabasa 26:17-18
Mabasa 26:17-18 SNA2002
ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari; kuti usvinudze meso avo, vabve murima, vaende kuchiedza, nokubva pasimba raSatani, vaende kuna Mwari, kuti vagamuchire ruregerero rwezvivi zvavo, nenhaka pakati pavakaitwa vatsvene, nokutenda kwandiri.’





