Mabasa 22:14
Mabasa 22:14 SNA2002
Iye akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akakutsanangura, kuti uzive kuda kwake, nokumuona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.