Mabasa 19:11-12
Mabasa 19:11-12 SNA2002
NaMwari akaita masimba anoshamisa namaoko aPauro, nokudaro micheka nenguo, zvaibva pamuviri wake, zvaiiswa kuvarwere, hosha dzikabva kwavari, nemweya yakaipa ikabuda.