YouVersion Logo
Search Icon

Mabasa 11:26

Mabasa 11:26 SNA2002

Zvino akati amuwana, akauya naye Andioki. Ipapo vakaungana nekereke gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji-zhinji; pa Andioki vadzidzi vakatanga kunzi Vakristu.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mabasa 11:26