YouVersion Logo
Search Icon

2 Petirosi 1:3-4

2 Petirosi 1:3-4 SNA2002

nokuti nesimba rouMwari hwake takapiwa zvose zvinodikanwa muhupenyu nomukunamata Mwari, nenzira yokumuziva iye akatidana nokubwinya kwake nokunaka; akatipa nazvo zvipikirwa zvinokosha zvakakura kwazvo; kuti nazvo muve vanhu vakagoverwa uMwari, matiza kuora kuri panyika nokuchiva.

Free Reading Plans and Devotionals related to 2 Petirosi 1:3-4