2 VaKorinde 5:17
2 VaKorinde 5:17 SNA2002
Saka kana munhu ari muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvinhu zvakare zvapfuura; tarirai, zvose zvava zvitsva.