YouVersion Logo
Search Icon

2 Makoronike 33:12-13

2 Makoronike 33:12-13 SNA2002

Zvino akati ari pakutambudzika kwake, akachema kuna Jehovha Mwari wake, akazvininipisa kwazvo pamberi paJehovha Mwari wamadzibaba ake; akanyengetera kwaari; akamuteerera, akanzwa kukumbira kwake, ndokumudzosera Jerusaremu paushe hwake. Ipapo Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari.

Video for 2 Makoronike 33:12-13

Free Reading Plans and Devotionals related to 2 Makoronike 33:12-13