2 Makoronike 31:21
2 Makoronike 31:21 SNA2002
Pabasa rimwe nerimwe raakatanga pakushumira paimba yaMwari, napamurayiro, napamirau, napakutsvaka Mwari wake, wakazviita nomwoyo wake wose, akakunda.