Bible App logo
Search Icon

1 Petirosi 5:8-9

1 Petirosi 5:8-9 SNA2002

Svinurai, murinde; muvengi wenyu Dhiabhori, anofamba-famba seshumba inorira, ichitsvaka waingaparadza. Mumudzivisei, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.