1 Makoronike 28:20
1 Makoronike 28:20 SNA2002
Zvino Dhavhidhi akati kuna Soromoni mwanakomana wake, “Simba, utsunge mwoyo, uzviite; usatya kana kuvunduswa, nokuti Jehovha Mwari, iye Mwari wangu, anewe; haangakuregi, kana kukusiya, kusvikira mabasa ose okushumira nawo paimba yaJehovha apedzwa.





