1 Makoronike 22:13
1 Makoronike 22:13 SNA2002
Nokudaro uchafambiswa zvakanaka, kana uchichenjera kuita mitemo nezvakatongwa, zvakarairwa Mosesi naJehovha pamusoro paIsiraeri; simba, utsunge mwoyo, usatya kana kuvhunduswa.