YouVersion Logo
Search Icon

ƲaRoma 8:38-39

ƲaRoma 8:38-39 SUB1949

Nokuti ndinoziʋa kwaɀo kuti kunyaŋge rufu, kana ʋupenyu, kana ʋatumŋa, kana ʋakuru, kana ɀaɀino, kana ɀinoʋuya, kana masimba, kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana cinhu cimŋe cakasikwa, haɀiŋgagoni kutiparadzanisa noruɗo rwaMŋari, ruri munaKristu Jesu, Ishe weɗu.

Free Reading Plans and Devotionals related to ƲaRoma 8:38-39