YouVersion Logo
Search Icon

Mapisarema 18:2

Mapisarema 18:2 SUB1949

Jehova iɗombo raŋgu, nenhare yaŋgu, nomurwiri waŋgu; Mŋari waŋgu, ɗombo raŋgu, wandicaʋimba naye; Nhoʋo yaŋgu, norunyaŋga rwokuponeswa kwaŋgu, shoŋgwe yaŋgu yakakwirira.

Video for Mapisarema 18:2

Free Reading Plans and Devotionals related to Mapisarema 18:2