Mateo 7:1-2
Mateo 7:1-2 SUB1949
Musatoŋga, kuti murege kutoŋgwa; nokuti nokutoŋga kwamunotoŋga nako, mucatoŋgwa nako, neciyero camunoyera naco, mucayerwa naco.