Mateo 24:9-11
Mateo 24:9-11 SUB1949
Ɀino ʋacakuisai kumaɗambudziko, ʋacakuʋurayai, mucaʋeŋgwa namarudzi ose nokuɗa kwezita raŋgu. Ʋazhinji ʋacagumburwa, ʋacaisana kuʋatoŋgi nokuʋeŋgana. Ʋaprofita ʋazhinji ʋenhema ʋacamuka, ʋacitsausa ʋazhinji.