Mateo 16:15-16
Mateo 16:15-16 SUB1949
Akati kwaʋari: Ko imi munoti ndini ani? Ipapo Simoni Petro akapindura, akati: Ndimi Kristu Mŋanakomana waMŋari mupenyu.