Mariro aJeremia 4:1
Mariro aJeremia 4:1 SUB1949
Haiwa, ndarama yaȿiɓa sei! Ndarama yakaiȿo‐naka yashanduka sei! Mabge enɀimbo tȿene arashirwa pamharadzano dzenzira dzomuguta.