ƲaGaratia 4:4-5
ƲaGaratia 4:4-5 SUB1949
ɀino ŋguʋa yakati yazara kwaɀo, Mŋari akatuma Mŋanakomana wake, wakaɓerekwa nomukadzi, wakaɓerekwa pasi pomurairo, kuti adzikinure ʋari pasi pomurairo, kuti tipiwe ʋumŋana bgeɗu.