YouVersion Logo
Search Icon

ƲaGaratia 2:15-16

ƲaGaratia 2:15-16 SUB1949

Isu ʋaJuda pakuɀarwa kweɗu, tisati tiri ʋatadzi ʋanobva kuʋahedeni, ɀatinoziʋa kuti munhu haaruramiswi namaɓasa omurairo, asi nokutenda kunaKristu Jesu, nesu ʋo takatenda kunaKristu Jesu, kuti tiruramiswe nokutenda kunaKristu, tirege kururamiswa namaɓasa omurairo; nokuti hakunenyama icaruramiswa namaɓasa omurairo.

Free Reading Plans and Devotionals related to ƲaGaratia 2:15-16