Ezekieri 3:18
Ezekieri 3:18 SUB1949
Kana ini ndikati kunowakaipa: Ɀirokwaɀo ucafa, iwe ukasamunyeʋera, kana kutaura ɀinonyeʋera wakaipa panzira yake yakaipa, kuti aponese ʋupenyu bgake, munhu uyu wakaipa ucafira muɀakaipa ɀake, asi ropa rake ndicaribvunza paruʋoko rwako.





