Ezekieri 3:17
Ezekieri 3:17 SUB1949
Mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinobva mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu.