Ezekieri 2:7-8
Ezekieri 2:7-8 SUB1949
Asi iwe unofanira kuʋaʋudza mashoko aŋgu, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi; nokuti ʋanondimukira simba kwaɀo. Asi iwe, mŋanakomana womunhu, terera ɀandinokuʋudza; usandimukira simba, seɀinondimukira imba iyo; shamisa muromo wako udye ɀandicakupa.





