Bible App logo
Search Icon

ƲaEfeso 4:29

ƲaEfeso 4:29 SUB1949

Mumuromo menyu murege kuɓuɗa shoko rakaʋora, asi rakanaka, riŋgasimbisa pakafanira, riʋigire nyasha aʋo ʋanonzwa.

Video for ƲaEfeso 4:29