ƲaKorose 3:9-10
ƲaKorose 3:9-10 SUB1949
Regai kureʋerana nhema, ɀamakabvisa munhu wekare namaɓasa ake, mukafuka munhu mutȿa, unoʋandudzwa pakuziʋa, afanane nowakamusika;