YouVersion Logo
Search Icon

II ƲaTesaronika 2:13

II ƲaTesaronika 2:13 SUB1949

Asi isu tinofanira kuʋoŋga Mŋari ŋguʋa dzose pamsoro penyu, hama dzaŋgu, ʋaɗikanwa ʋaShe, nokuti Mŋari wakakusanaŋgurai kubva pakutaŋga, kuti muponeswe muʋutȿene bgoMŋeya nokutenda ɀokwaɗi.

Video for II ƲaTesaronika 2:13

Free Reading Plans and Devotionals related to II ƲaTesaronika 2:13