YouVersion Logo
Search Icon

I Timotio 2:5-6

I Timotio 2:5-6 SUB1949

Nokuti kunoŋgoʋa naMŋari mumŋe cete, noMureʋeri mumŋe cete ʋo, pakati paMŋari naʋanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, wakaɀipa iye, kuti aʋe rudzikinuro rwaʋose, ciʋe capupu paŋguʋa dzaɀo

Free Reading Plans and Devotionals related to I Timotio 2:5-6