I ƲaKorinte 8:1-2
I ƲaKorinte 8:1-2 SUB1949
Ɀino, pamsoro peɀakaɓayirwa ɀifananidzo, tinoziʋa kuti tose tinako kuziʋa. Kuziʋa kunoʋuyisa kuɀikudza, asi ruɗo runosimbisa. Kana munhu aciti, ndinoziʋa cinhu, ugere kutoŋgoziʋa seɀaakafanira kuziʋa.