1
Mateo 16:24
KoreKore Bible Translation
KBT
Ipopo Jesu adoudza vadzidzi vache, “Kana munhu achida kunditevera, mbaazvirambe atore muchinjikwa wache anditevere.
Compare
Explore Mateo 16:24
2
Mateo 16:18
Zvino ndinokuudza, ndiwe Pita, pamusoro poruware uhu ndichavakha kherekhe yangu, nomasimba yoGehena yachaikundaba.
Explore Mateo 16:18
3
Mateo 16:19
Ndichakupasa makhiyi youmambo hwokudenga, chese chaunosunga panyika chichasungiwa kudenga, nochese chauchasugudura panyika chichasuguduriwa kudenga.”
Explore Mateo 16:19
4
Mateo 16:25
Ndava wese anoda kuchidza upenyu hwache anotaikihwa nahwo, nowese anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu achahuwana.
Explore Mateo 16:25
5
Mateo 16:26
Anga chii munhu chaanowana kana akawana nyika yese achipfurutsa upenyu hwache? Kana kuti chii munhu chaachapereka chinotsivana noupenyu hwache?
Explore Mateo 16:26
6
Mateo 16:15-16
Iye adoti kwavari, “Asi imimi munoti ndini yani?” Simoni Pita adopindura achiti, “Ndimi Khirisitu, Mwanakomana waMwari mupenyu.”
Explore Mateo 16:15-16
7
Mateo 16:17
Zvino Jesu adomupindura achiti, “Udokomborehwa iwepa, Simoni mwanakomana waJona! Ndava nyama nogazi ndizvoba zvakuzururira izvozvi, asi Baba vangu vari kudenga.
Explore Mateo 16:17
Home
Bible
Plans
Videos