1
Mateo 18:20
Nambya Translation Project
LTP
Nokuti panababili kana batatu bakabungana muzina lyangu, nami ndipo pakati pabo.”
Compare
Explore Mateo 18:20
2
Mateo 18:19
“Akale ndinoti kwamuli, kana babili bavumilana pasi yopano panachipi chabanokumbila, banoozwitilwa naTate Bangu baiko kudenga.
Explore Mateo 18:19
3
Mateo 18:2-3
Iye wakashoba mwanantukutuku, akomisa pakati pabo, akati, “Ndinolebesa nditi kunamwi, kuzhe kokuti mushanduke mube sabana batukutuku, amutoobungwina bushe bwedenga.
Explore Mateo 18:2-3
4
Mateo 18:4
Yoyo unozwininipisa somwana yoyu, ndiye unkulwana kasa mubushe bwedenga.
Explore Mateo 18:4
5
Mateo 18:5
Aanizwe unotambula mwana unanga soyu muzina lyangu, unooba atambula imi.”
Explore Mateo 18:5
6
Mateo 18:18
“Chokomende ndinoti kwamuli, Chose chamuchasunga pasi yopano, nokudenga chinooba chasungwa, nezwo zwamuchasungunula pasi yopano, nokudenga zwinooba zwasungunulwa neebo.”
Explore Mateo 18:18
7
Mateo 18:35
“Neebo Tate Bangu bokudenga, banoomuta alo mose, umwe noumwe, kana musinolekejela banakwaina benu nemyoyo yenu.”
Explore Mateo 18:35
8
Mateo 18:6
“Asi yoyo unotisa kuti umwe wabatukutuku yaba banodimbwa kunami kuti bechinye, zwingaba zwibuyanana kuna iye kuti igwiyo igulwana lisungililwe munchibha uwe, eposelwe pasi mugungwa.
Explore Mateo 18:6
9
Mateo 18:12
“Motini imwi? Kana unhu eli nemhwizi izana, kova imwe yajo ilashika, aatosiya na jili makumi mashanu ana makumi mana neshanu nena jimo mumatunhu, enda kunopyanga yendiya yakalashika?
Explore Mateo 18:12
Home
Bible
Plans
Videos