Ndinopupurira mumwe nomumwe anonzwa mashoko okuporofita kwebhuku iri, ndichiti: Kana munhu akawedzera pazvinhu izvi, Mwari achawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri; kana munhu akabvisa mashoko ebhuku yokuporofita uku, Mwari uchabvisa mugove wake pamuti woupenyu, nomuguta dzvene, napazvinhu zvakanyorwa mubhuku iri.