1
Zvakazarurwa 18:4
Shona BIBLE
SUB
Zvino ndakanzwa rimwe izwi rinobva kudenga, richiti, “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kuwadzana naro pazvivi zvaro, mugorega kupiwa matambudziko aro.
Compare
Explore Zvakazarurwa 18:4
2
Zvakazarurwa 18:2
Akadanidzira nezwi guru, achiti, “Rawa, Rawa, Bhabhironi, guta guru, yava nzvimbo munogara mweya yakaipa, nenhare yemweya yose yetsvina, nenhare yeshiri dzose dzine tsvina, dzinovengwa.
Explore Zvakazarurwa 18:2