1
Zvakazarurwa 1:8
Shona BIBLE
SUB
Ndini Arifa naOmega. ndizvo zvinoreva Ishe Mwari, aripo, akanga aripo noachazovapo, waMasimbaose.
Compare
Explore Zvakazarurwa 1:8
2
Zvakazarurwa 1:18
naiye Mupenyu; ndakanga ndafa, tarira, ndiri mupenyu nokusingaperi–peri; ndine kiyi dzorufu neHadhesi.
Explore Zvakazarurwa 1:18
3
Zvakazarurwa 1:3
Akaropafadzwa uyo anorava, navanonzwa mashoko okuporofita, vachichengeta zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.
Explore Zvakazarurwa 1:3
4
Zvakazarurwa 1:17
Ndakati ndichimuona, ndikawira pasi patsoka dzake sendinenge ndafa; akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu akati, “Usatya, ndini wokutanga nowokupedzisira
Explore Zvakazarurwa 1:17
5
Zvakazarurwa 1:7
Tarirai, anouya namakore, meso ose achamuona, naivo vakamubaya; marudzi ose enyika achamuchema. Hongu, Ameni.
Explore Zvakazarurwa 1:7