1
Kuungudza KwaJeremiya 2:19
Shona BIBLE
SUB
Muka, danidzira usiku, pakutanga kwenguva dzose; durura mwoyo wako semvura pamberi paJehovha; simudzira maoko ako kwaari nokuda kwoupenyu hwavana vako, vanoziya nenzara pakuvamba kwenzira imwe neimwe yomuguta.
Compare
Explore Kuungudza KwaJeremiya 2:19