1
Jeremiya 37:17
Shona BIBLE
SUB
mambo Zedhekiya akatuma nhume kuzomutora, mambo akamubvunza chinyararire mumba make, achiti, “Kune shoko rinobva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Ririko.” Akatiwo, “Imi muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi.”
Compare
Explore Jeremiya 37:17
2
Jeremiya 37:15
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutorongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita torongo.
Explore Jeremiya 37:15
3
Jeremiya 37:2
Asi iye, kunyangwe varanda vake, kana vanhu venyika, havana kuteerera mashoko aJehovha, aakataura nomuporofita Jeremiya.
Explore Jeremiya 37:2
4
Jeremiya 37:9
“Zvanzi naJehovha, ‘Musazvinyengera henyu,’ muchiti, ‘Zvirokwazvo, vaKaradhia vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.’
Explore Jeremiya 37:9