1
Jeremiya 33:3
Shona BIBLE
SUB
‘Danai kwandiri, ndichakupindurai, ndichakuratidzai zvinhu zvikuru zvakavanzika, zvamusingazivi.’
Compare
Explore Jeremiya 33:3
2
Jeremiya 33:6-7
Tarirai, ndichavavigira mufaro pamuviri nokupora, ini ndichavaporesa; ndichavaratidza rugare rwakawanda nezvokwadi yakawanda. Ndichadzosa kutapwa kwaJudha nokutapwa kwaIsiraeri, ndichavavaka sapakutanga.
Explore Jeremiya 33:6-7
3
Jeremiya 33:8
“Ndichavanatsa pazvakaipa zvavo zvose zvavakanditadzira nazvo, ndichakanganwira zvakaipa zvavo zvose zvavakanditadzira nazvo, nezvavakandidarikira nazvo.
Explore Jeremiya 33:8