1
Jeremiya 27:5
Shona BIBLE
SUB
‘Ini ndakaita nyika, navanhu nezvipfuo zviri pasi pose, nesimba rangu guru uye noruoko rwangu rwakatambanudzwa; zvino ndinozvipa wandinoti ndiye wakafanirwa nazvo.’
Compare
Explore Jeremiya 27:5
2
Jeremiya 27:6
Zvino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhineza mambo weBhabhironi, muranda wangu; nemhuka dzose dzebundo ndakamupawo kuti dzimushumire.
Explore Jeremiya 27:6
3
Jeremiya 27:9
Asi kana murimi, regai kuteerera vaporofita venyu, kana vauki venyu, kana kurota kwenyu, kana vafemberi venyu, kana varoyi venyu, vanotaura nemi, vachiti, ‘Hamungashumiri mambo weBhabhironi
Explore Jeremiya 27:9
4
Jeremiya 27:22
“Ichandoiswa Bhabhironi, ikagarako, kusvikira zuva randichavashanyira ndizvo zvinotaura Jehovha; ipapo ndichavauyisazve, ndikavadzosera kunzvimbo ino.”
Explore Jeremiya 27:22