1
Jeremiya 25:5
Shona BIBLE
SUB
vachiti, ‘Dzokai zvino mumwe nomumwe panzira yake yakaipa, napazvakaipa zvamunoita, mugare munyika yamakapiwa naJehovha, imi namadzibaba enyu, kubva kare nakare kusvikira pakusingaperi
Compare
Explore Jeremiya 25:5
2
Jeremiya 25:11-12
Nyika ino yose richava dongo, nechishamiso; marudzi awa achabatira mambo weBhabhironi makore ana makumi manomwe. “Zvino kana makore ana makumi manomwe apera ndizvo zvinotaura Jehovha ndicharova mambo weBhabhironi, norudzi urwo pamusoro pezvakaipa zvavo, nenyika yavaKaradhia; ndichaiita matongo nokusingaperi.
Explore Jeremiya 25:11-12
3
Jeremiya 25:6
regai kutevera vamwe vamwari kuti muvashumire, nokuvanamata, murege kunditsamwisa namabasa amaoko enyu; ini ndigorega kukuitirai zvakaipa.’
Explore Jeremiya 25:6