1
Hosiya 6:6
Shona BIBLE
SUB
Nokuti ndinoda rudo, handidi zvibairo, uye kuziva Mwari kupfuura zvipiriso zvinopiswa.
Compare
Explore Hosiya 6:6
2
Hosiya 6:3
Ngatimuzive, ngatishingaire kuziva Jehovha; kubuda kwake kwakatemwa sokwamangwanani; achauya kwatiri semvura, semvura yokuteverera inodiridza nyika.”
Explore Hosiya 6:3
3
Hosiya 6:1
“Uyai, tidzokera kuna Jehovha; nokuti akabvambura, asi achatipodzazve; akarova, asi achatisungazve patakakuvara.
Explore Hosiya 6:1