1
Hosiya 14:9
Shona BIBLE
SUB
Ndianiko akachenjera, anzwisise zvinhu izvi, kana akangwara, azvizive? Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama, vakarurama vachafamba nadzo; asi vadariki vachawa madziri.
Compare
Explore Hosiya 14:9
2
Hosiya 14:2
Endai namashoko, mudzokere kuna Jehovha, muti kwaari, “Bvisai zvakaipa zvose, mugamuchire zvinhu zvakanaka, ipapo tichakupai miromo yedu, zvive zvibairo zvedu.
Explore Hosiya 14:2
3
Hosiya 14:4
“Ndichaporesa kudzokera kwavo shure, ndichavada nokuda kwangu; nokuti kutsamwa kwangu kwabviswa kwavari.
Explore Hosiya 14:4