1
Ezekieri 38:23
Shona BIBLE
SUB
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Compare
Explore Ezekieri 38:23
2
Ezekieri 38:2-3
“Mwanakomana womunhu, ratidza chiso chako kuna Gogi, wenyika yaMagogi, uporofite pamusoro pake, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarira ndine mhaka newe, iwe Gogi, muchinda waRoshi naMesheki naTubhari
Explore Ezekieri 38:2-3
3
Ezekieri 38:16
uchauya kuzorwa navanhu vangu VaIsiraeri, wakaita segore rinofukidza nyika; zvino namazuva okupedzisira ndichakuuyisa kuti urwe nenyika yangu kuti marudzi andizive, kana ndaitwa mutsvene pakati pako, iwe Gogi, ivo vachizviona.
Explore Ezekieri 38:16