1
Ezekieri 22:30
Shona BIBLE
SUB
Zvino ndakatsvaka pakati pavo munhu angagadzira rusvingo, angamira pakakoromoka pamberi pangu achirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina kuwana nomumwe.
Compare
Explore Ezekieri 22:30
2
Ezekieri 22:31
Naizvozvo ndakadurura shungu dzangu pamusoro pavo; ndakavapedza nomoto wehasha dzangu; ndakauyisa zvavakaita pamisoro yavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Explore Ezekieri 22:31