1
Ezekieri 11:19
Shona BIBLE
SUB
Ndichavapa mwoyo mumwe, nokuisa mweya mutsva mukati menyu; ndichabvisa mwoyo webwe munyama yavo, ndokuvapa mwoyo wenyama
Compare
Explore Ezekieri 11:19
2
Ezekieri 11:20
kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.
Explore Ezekieri 11:20
3
Ezekieri 11:17
naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuunganidzai mubve pakati pamarudzi, ndichakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsiraeri.’
Explore Ezekieri 11:17